PLEASE NOTE: JOKES ARE MEANT FOR FUN NOT TO OFFEND.

Saturday, November 7, 2015

YEDU YEKUSAFADZA VAKADZI PABONDE IYI

Joromiya akaenda nemukadzi wake
kwaChiremba
nedambudziko rekuti mukadzi
akange
asinganakirwe nebonde saka
zvingagadzirisike
sei? Chiremba ndokuti maybe kupisa
kwanyanya,
madii kumboedza kuitira panofura
mhepo kana
kuti kubatidza fan? Yave nguva
yebonde
Joromiya akadaidza sahwira wake
Jimmy kuti
amire nechekumusoro kwavo
achizunza tauro
kuitira kuti vawane mhepo, iye
achirova bonde.
Akarova bonde for about 10mins
Sahwira
achizunza tauro asi hapana kana
mutsauko
wakaitika kuna ...vadzimai
vaJoromiya. Joromiya
akati Jimmy sha chimbouya umboita
bonde
panapa ini ndichizunza tauro tione.
Kedu Jimmy
kakajovha mukadzi waSahwira,
Joromiya achizunza
Tauro mudenga vakuru chaivo! After
about 3mins
Jimmy kachirova basa mukadzi
waJoromiya
akatanga kuyuwira yuwira nekufarira
bonde
yangove Jimmy kaani. Jimmy kaani
kusvika Mai
vatunda vese naJimmy.
Zvikanzi nedzedu Joromiya
dzichizvipukuta dikita
dzichifemereka, "yaa Jimmy! Waona
here kunonzi
kuzunza tauro?!"
Haikona zvako zvawanga uchiita

No comments:

Post a Comment