PLEASE NOTE: JOKES ARE MEANT FOR FUN NOT TO OFFEND.
STANDS FOR SALE
If u know of anyone ari kuda stand, ndine malinks emunhu anogona kuprocessa mapapers very fast bcoz pane mastand ari kutengeswa,very cheap: ekuGlenview,kuWaterfals,Kuwadzana, Masvingo, Mutare neBulawayo anowanikwa zvakare. Mastands acho akanaka zvekuti chero kenduru ripi zvaro anokwana plus haadonhedzi wax pasi,.....
No comments:
Post a Comment